mwana uyu anoda bota necamera haaa tichiri Tikapinda paEasta vari vose ndokutengerai Kfc mose nevari kumakuva
Musikana ndiye dununu ari kubviswa chiremeratini hangu handina jealous navo but this noo murume anoda mukadzi wake chaiko haaite izvi hongu vanozviita vamwe but zvinogumira Ku gallery haaaaa KO iyo sipo murimotosvorwa .
hakuna kudiwa kwakadai uku ndiyo inonzi mbonani ndiwoneiwo .tikat vanhu vaunze zvirimuma gallery mavo munotokopawo but van hu vanoziva kut this is not for social media kuchipisa mskan uyo kudaro haaa kana iri love yacho huge body .ndogara paseri apo vanenyaya nen muuyeape boom ato mushower anyway mwari kana ndiri gurwe nditorei hangu