Sunday, February 02

Ketina Oti Zvingaka Manyama Atleast Handina Mwana Ngochani Satt Maitt Handina Zvikwereti And Muzvezve Free Hondo Yacho Haisikuzopera Iyi Shamwari Yangu Uriwanga

Zvingaka manyama

Zvikwereti free 🤣🤣 at least handina mwana ngochani unotuka tate kuti ngochani iwe mwana wako achidyanana mapeche netumwe tusikana wotona kuti uri hypocrite buda mucloset everything about you is fake show us date rawakatora license 🤣 open the fridge show us the pantry hauna mota hauna imba hauna mari gara pasi 🤣🤣 une masofa nemacheya abruno uchaita 29 years uchingoposta bruno kuripa masofa ake nemacheya ! Hembe unobvuta zveginya Garai pasi mazigwembe chikurubhi yakakumirira International thief hubenzi hunotangira pakutengera mwana musikana hembe dzevakomana 

Big up sekuru tashu pawaida kupengesa tinashe sekuru tashu vakati pano hatirombesi hatipengesi vanhu tinosolver maproblems chete enda kumwe sando sekuru tashu 

#ALutaContinua

  • Share: