Stupid woman want to throw the poor guy under the bus kunzi rape iye maybe ndiye aitonetsera thisBut why do people take videos vanhu vakuzviitira zvinhu
zvavo vanenge vatadzeiKambuzuma muriko hereee !!! Aiwa asi makutorara here? (In Jonasi Kasamba's voice)Amai avo vanopenga chete
Kubva ku Kambuzuma kuuya kuzorepewa here, ihure rinoda kutamba nepfungwa dzevanhuImi Chero murume wangu akawana ndiri musvo yakamwa haunditore video maihwi maihwi kupabhulisha ani kudero