Makadii henyu ini ndinonzi Mai Vanessa. I live in Mufakose Harare. can u please put on your page the wife of the man who raped a 14year old did send police kuma past 1am kumba kwamai Vanessa. I’m going to send you the pictures of the rapist.
That’s Kudakwashe the man who raped a 14yr old in Mufakose. Now his wife is threatening mai Vanessa she hd to send police kuma past 1am kuti vatsvage mai Vanessa.Ndiye mukadzi wa kudakwashe ari kutumira mapurisa kuna mai va vanessa uyu threatening vanhu mu group or vanotaura nyaya ye mwana akabatwa chibharo na kuda. Anonzi Idea Munongi
Nyaya yangu yakamira sei:
Ndine mwanasikana wangu anonzi Vanessa ane makore 14. Gore rakapera 2025, akabatwa chibharo nemurume anonzi Washington Kudakwashe Kahuni ane makore 36 ekuberekwa.
The case went to court gore since gore rakapera and akapihwa mutongo we *Community Service* chete, reason yakapihwa iri yekuti _"he is a first offender"_.
Chinondirwadza ndechekuti
1. *I knew Washington Kudakwashe Kahuni*. Tadzidza naye pa Mufakose 1 High asi aive pamberi pangu . Aiziva imba yedu and our family because takakura munharaunda imwe chete.
2. Washington has a wife anonzi Ideal Munongi anogara ku Mufakose Maflats,While mukadzi wake asipo Washington aitora Vanessa achimuendesa kumba kwake. Aimupa doro nezvinodhaka then aitoita zvepabonde naye kakatowanda vachirara vasina protection vakapedzisira vakudanana mwana apanduka .
Zvese izvi Vanessa akandiudza, and we found evidence pa phone yaVanessa yandakapa mapurisa, phone yakaenda ku forensic.
3. Murume uyu akaparadza mwana wangu. Vanessa akasvika pakutiza chikoro. Aimutora ne *InDrive* and dzimwe nguva ne *Toyota Aqua* yeshamwari yake
4. inonzi Hughe Chikosa anotamba bhora naye. Vanhu vemunharaunda and even Vanessa herself akandiudza izvi.
There are messages pa phone paaitorwa naWashington Kudakwashe Kahuni
4. Akazoita kuti mwana atize pamba. Vanessa akasvika pakurara kunze akusadzoka kumba for almost a month Takamuwana close to Lodge paCurrent, Budiriro after ndafonerwa ne anonymous call ichiti tamuona paSaloon masikati. Ndakafonera vanhu vakandibatsira kumutora. I had already reported the case to police station ,Washington Kudakwashe kahuni vakazomuwana vatambura
Kuedzwa kwangu kuCourt:
Ndakapedza mwedzi yakawanda ndichienda kuCourt. But during that time:
- Mukadzi waWashington anonzi Ideal Munongi akauya kumba kwangu kuMufakose achiti ane $2500 USD kuti ndisamuteverere nemhosva. Ndakaramba. I’m standing for my daughter whose life was destroyed
-
- Washington Kudakwashe akatuma mumwe murume anonzi Dribsy wekuMufakose Legends Boozers kundifonera achindinyengetedza. Ndine ma audios akandirecoder.
-
- Amai vangu vakafa during this time. Ndakaenda kunotora mari yechema, and ikoko ndakasangana neshamwari dzaWashington Kudakwashe Kahuni dzebhora. Murume anonzi Lubhe kana kuti Baba Florence na mumwe anonzi Dribbs akatanga kundinyengetedza kuti ndisasungise shamwari yavo. Ndipo pavakazomubatsira kumupa mari yekunotonyora kumapurisa nekumatare edzimhosva.
Chikuru chiri kundibata izvozvi
On 23 July 2026 ndakaenda kuCourt kunokumbira Sentence Papers and case records from the Clerk of Court. Vakaramba. Vakati ndibhadhare $1 USD per page, Ini handina mari yacho.after court mkadzi wacho anga akutondisvotesa kuti Saturday tiri kuita party zvedu zvaita apa akatomboiswa pa Zim Celeb takazongoona post yacho yabviswa futi
My question:
*
Is it fair kuti munhu apihwe *Community Service* pa *Statutory Rape case* ine mwana ane 14 years achiri mwana itori rape. These are people who must protect our kids cz tichivatarisa they should be uncles to our minod kids. Kana zvichibvira tichikwanisa kunyora tsamba kuna mai veNyika vatibatsirewo isusuwo vanenge vasina mari dzema lawyer kuti tikwanisewo kukunda panyaya dzakadaro tiri kudzvinyirirwa sevanhu kadzi
I am begging for *help from sisi ketty* and anyone who can help.
*All I want is Justice for Vanessa.
Info News
Uncontested Divorce Lawyer: A Faster Way To End A Marriage
An uncontested divorce lawyer helps couples who agree on major issues end their marriage with less conflict and lower cost.
rnrn
An uncontested divorce may be possible when both spouses agree on property division, debt division, child custody, child support, and spousal support.
rnrn
This type of divorce is usually faster than a contested divorce because there are fewer disputes for the court to decide.
rnrn
A lawyer can prepare documents, make sure the agreement is complete, and help avoid mistakes that cause delays.
rnrn
Even when spouses agree, legal review is important. A poorly written agreement can create future problems.
rnrn
Uncontested divorce may not be right if there is domestic violence, hidden assets, major power imbalance, or serious custody conflict.
rnrn
For couples who can cooperate, an uncontested divorce may save time, money, and emotional stress.
rn
Family Immigration Lawyer: Bringing Loved Ones To The United States
A family immigration lawyer helps U.S. citizens and lawful permanent residents petition for eligible relatives to come to or remain in the United States.
rnrn
Family immigration cases may involve spouses, parents, children, siblings, fiancés, and other qualifying relatives.
rnrn
The process may include petitions, visa applications, affidavits of support, interviews, medical exams, and background checks.
rnrn
Marriage cases often require proof that the marriage is real. Evidence may include joint leases, photos, bank accounts, insurance, messages, and affidavits.
rnrn
Delays and mistakes are common. A lawyer can help prepare a complete application and respond to requests for evidence.
rnrn
Family immigration affects real lives. Legal help can reduce stress and improve organization during the process.
rn