Wednesday, November 20

Joni Ine Mhepo Chokwadi Kuuraira Mumwe 100rands

Ndokumbirawo utiposterewo musikana uyu akasiya abaya munhu nebanga musikana waakabaya akashaya nezuro iye akatiza musikana ane blonde akaisa ma headphones ndiye akabata munhu. Akauraiwa anonzi Molista.Vairwira 100 randR100 wotopara ngozi tikasanamata tirikupera, nekuti mhepo yekumadokero yasimuka zvine simba chaikoGrowing up Molister was one quite girl sure kufira 100 rand??

 

 

 

 

Fight your battle homegirl ๐Ÿ’”๐Ÿ’”South Africa ine mweya umwe I think unotoda Jesu wacho kuti adzoke chaiko because hey ummm mafundisi ega hangambonamate akazvikundaI don't think kuti she really wanted to kill her but mhepo dzakatosimuka apa cause it's not normal kuti munhu angauraye mumwe nekuda kwe 100rad isingakwane kutenga hupfu

  • Share: