Uyu kwese haasiye mukadzi wake kwete zvimwe zvimaboorangoma pano zvianaWinky nanaFreeman vekunhuwa weti kuhwandisa vakadzi kuzviita tumabhachura.