Wapwanya kuti upihwe hombe naChivhayo get away bomboclatNekuti uri mbiti unofunga ukuita zvinhu zvakanaka dai vatopisa mota yachoU said pasi nageza and you called him a chimbwasungata a whole freedom
fighter, I guess you were prepared enough uchingoti zidzoro shuwa kutoita career yekuteedzera umwe murume uchirarama nema handouts chasara dai vakakupisira ka boysky kaukugara ikakoIta content yako tedzera Mugabe usiye politics wakamboona adhala Vaya vanotedzera ed tongovada coz havaite zvepolitics hativsone kumisangano yenyu
You are safe pedza nyaya dzako wega we have problems senyika no water on the tapes no medication in hospitals nditi wakaona accident yakaitika vanhu vachiiswa maboxer vanhu vazhinji vakafa no ambulance and no OxygenIwewe ziva zvekutamba nazvo ungati pasi na Geza kutamba nevanhu vakuru kwauri ingoita zvekutedzera bobo chete zvimwe siyana nazvoJah Bob license manga munaro here .
Or makatanga ku driver pa Zim 1 iyi.