Friday, September 13

Izvi Zvakaoma Mota Yezvitunha Ye Greathope Vanhu 2 Vafa Chitunha Kuita Ma Peace Mapeace

Ndarwadziwa asi mai nemwana vaenda vese just like that here nhai mwari ndabaikana hanguKune vari kuvhunza kuti chii chaitika, Regina akafirwa

 

 

 

 

naamwene vake last week kuno ku capetown Ndiye aigara navo, then vanga vari munzira kuendeswa kumusha watove kuzim side mota ine chitunha yaita tsaona, tete hanzvadzi yemurume

 

 

 

 

 

 

wake afira pa spot, murume wake wake nevamwe vakuvara, asi vari ryt havoApologies guys mota yanga yakatakura chitunha kuenda kumusha yaita accident Tete vaRegina Zw died on the spot.😭😭😭..This information ndaita yekuudzwa na Mai Rokadhiya samtoko tv I am going there this afternoon kuti ndinzwe zvakazara.

  • Share: