Tuesday, March 25

Holyten Oudza Tytie Usafarira Kutenga Nyaya Dzangu Hatizi Shamwari

Holy 10 achiudza TytieUyu apology yake akanangisa Kuna prophet hake nyatsai kutereraAsi tytie didn't say anything about Hubert imi akataura zva mama vee

 

 

 

 

Ndepapi pekuisa audio napo handisi kuti chii kana kuti chii ndikuti ndakambokumaka asi apa wataura tati wabwereketa vanhu kavasatenge nyayaWamugona zvekuti munhu kuda kutenga nyaya ndakunyarira nhasi

 

 

 

 

Tokoooooooooo uyu wemuromo unenge mupendero weguru renzou ngaachitaura tizweIwewe wakunyanya ndazoona wy mafans esix gun aikutuka unozviwanza kudai ukarohwa necopyright umbodzikamaHOLY 10, APOLOGIZE TO Mama Vee 

 

 

 

 

EVEN KUNE MUNHU WESE WOWAKATAURA ZVISINA KUNAKA PA INTERVIEW IIYA

EVERYONE DESERVES RUREGERERO RWAKO

๐Ÿ™๐Ÿ™๐Ÿ™๐Ÿ™Kana ariye akurehwa anzwa butter akaganhira๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚

  • Share: