Wednesday, November 27

Hezvo Mai Maketeni Voburitsa Kuti Wasu Arikudzingwa Nekuti Maitt Varikumuti Akaba Mari Dzavaipiwa Vari Mujeri Nedzimwe Nyaya Magadza Moyo Pakaipa Weekend Ichanakidza

Tell it as it is wakamudzingirei? You accused him of stealing mari yai donetwa uri kujeri! Tinozviburitsa usanyepere kuzungaira you only care about money iwe munhu akakuchengetera vana usipo womutenda ne utsinye? Your friends give us information yese 

You are not God 

One day weshure achava wemberi

 

 

 

 

 

Mai tt vangava vasingabude husiku havo asi moyo wavo nemuroyi hazvin kumbosiyana wasu akamuchengetera vana urikujeri zvakatadza kuitwa nehama dzavo achifamba achiuya kujeri kuzovaona asi odzingwa zvakaoma unomuwanep munhu akadero

 

 

 

 

 

Mai tt aita wrong kutaura zvawasu palive chero akamuchengeta isecret yavo vari 2 nawasu munhu akasara nevana vako uri kujeri achimira newe

 

 

 

 

 

 

Felidhongo haachinje hanzi chaainyanyoita pamba pano chiii akanganwa kuti the very day raasungwa wasu ndiye aiva amuperekedza ku court even kumuteera kuchikurubi for visitation wasu ndiye aitonyanya kudarika hama dzake dzacho

  • Share: