Monday, September 16

Hazvi We Fitness Why


Nyaya yaHazvi fit ndeye chokwadi. Paanoti promo paye magroup iwayo haamatarise.
May ka1 per week. So vanevachitukirira vanhu ma Admin pane anonzi Madama Leo fray na mercy vanhu ivavo they don't have any respect nevanhu.Ma screenshot ayo mukadzi uyo akatobuda

 

 

 

 

 

sub yake isati yapera just because aramba kushower face yake on pics anonzi sendai.honestly some people are not comfortable kuposter on fb vane gym atireHey Pamerah please hide me ini ndauya nenyaya ya Hazvie fit haaa

 

 

 

 

 

weduwee tikudyirwa mari imagine ndakabvisa $200 but ndakangotadza kuposter pic ka1 was busy ndanga ndiri ku funeral akabva andibuditsa mugrp make anotuka munhu kunge mwana wake and it's force kt unofanirwa kuposter,liker ne share zvinhu zvake have no chill ๐Ÿ˜„๐Ÿ˜„๐Ÿ™Œ๐ŸพKanjani, hanzi "Saka ndizvo zvamuri kuitwa izvi Aunty?? "

But obviosly not, because vari kuuya nema good reviews and ads.

  • Share: