Tuesday, November 26

Hahaaaa Seka Nhamo Senge Tugare Sir Wicknell Voti Boys Mugoti Unopiwa Anyerere Musaite Zvenyu Noise Muchitorwisana

Vakadzi ndakupayi sando. Tinombonzi tinoda zvinhu asi apa ndakutembayi. Hapana ari kumbokumbira zviri kuita imwe gender iyi. Mmmh zvakutonyadzisa🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

 

 

 

 

 

 

ichasvika nguva yekuti vose vakapiwa vasara ne 4years dzekurarama ndipo pamuchaona kuti Jesu idomboHaaa ende soka mukuru wedu kwenyika anoti iwo nesu tichipemha ne level iri veduwe.. Ndopamunongoramba muchiti Ed pfee

 

 

 

 

 

 

 

Ed pfee puwai na Ed😁At least Sir iz better than others you giving back to the community.. Zvekt mari makaionepi hazvineyi nesu..Zvine basa reiko nowadays there is neither male nor female. Regai vakumbire ka kune vanazvo hanti Wicknell is a Philanthropist

  • Share: