Tuesday, August 11

Gogo Megina Chizema Machivenyika makore 60yrs, vakawanikwa vakafa nevazukuru vavo 2

Zvarwadza: Gogo Megina Chizema Machivenyika makore 60yrs, vakawanikwa musiwa 2 December Vakafa vese mumbai yekurara nevazukuru vavo vaviri vana vemwanasikana wavo vanoti Stacy Muplango 11yrs na Alliet ane 8yrs 

Vari Kuvigwa nhasi 9 December ku Nyakapupu Settlements Ward 3 ku farm 31 ku Guruve. 

 

 

 

Follow our page for Updates. Our Reporters are on the ground .its possible kuti.pane munhu akavaisira poison isusu takamboisirwa poison mugarden it was 2009 ipapo gogo vanga vanetsana nemumwe munhu nenyaya yekubirwa maveg plaz zvemiganhu it

 

 

 

 

happened kuti mushonga uya was sprayed early morning gogo pavakamukira kunodiridxa vakabva vadzoka nemaveg ekuti vabike tozodya tadzoka kuchikoro saka hanzvadzi yamhamha vangu yaive simbe aisachera mvura yake.yekugeza chero inenge radzumburudziswa maplates aigeza

 

 

 

akabva atora yanga yauya yakaiswa maveg aya ndokugeza kuface kwakuzvimba face soo akabva aendeswa kumasowe sevanhu vakakurira muchurch ndokuzonzi.ngaende kuchipatara pakatakurwa maveg aya pakaendeswa ndopakazozikanwa kuti yaive poison

  • Share:

Info News

Mortgage Refinancing

    rn
  1. Smart Ways to Reduce Loan Costs
    rn Mortgage refinancing allows homeowners to replace an existing home loan with a new one that offers better interest rates or repayment terms. Many homeowners consider refinancing to lower monthly payments, reduce interest costs, or switch from adjustable to fixed-rate loans. This strategy can provide long-term financial benefits when done correctly.
  2. rn
rnrn

Before refinancing, it’s important to compare lenders, evaluate fees, and calculate potential savings. While a lower interest rate can reduce payments, additional costs such as closing fees must be considered. Careful planning ensures homeowners make decisions that truly improve their financial situation.

rnrn

 

rn

The Role of Technology in Modern Corporate Event Management

Technology has become a cornerstone of top-tier event management companies such as Encore Global and PSAV. These organizations provide cutting-edge audiovisual solutions, live streaming capabilities, and digital event platforms that enhance audience engagement.

rnrn

In today’s hybrid event landscape, these companies enable seamless integration between in-person and virtual attendees. Their expertise in event tech ensures smooth communication, real-time interaction, and data collection. This technological edge allows businesses to expand their reach and create more inclusive, scalable events.

rn