Saturday, November 30

Funny Madhumbe Otonzi Mai Vanofitwa Nehembe Kukunda Rutendo Samaz Zvakaoma

Munofitwa kudarika mother vaye vemasisiriri vanonzi rue watwat... Handidi munhu pacomment yangu

 

 

 

Mai inodya zvayo iyi uuuuuu apa haimiriri kuti chipore chikafu kkkkkkk inenge ichiita kuhuta nekuona chikafu gegeee

 

 

 

Basa rako munhu unototi uride ukasarida unoshanda rani vanhu havadi nemabasa avo Mnangagwa akangoramba nerake vanhu vese tichiona

 

 

 

 

 

Ndikawana munhu akadai for my kids Aiwa ndovata hope. Bless you Madhuehaa kumbire chikafu uyu kana akadya kg imari yake zvichipinda mudumbu rake hee kudya mukurambidzwa here munhu anomirira paagutiraZvekuzomedza sadza riri kubuda hutsi ipapo kwete otherwise munhu bho

  • Share: