NEWS>>>Musician Freeman's warned and cautioned statement from CID Homicide. Key points in Shona and Simple English.
Key points
-Freeman is accused of allegedly supplying information about kunogara Paul Chimbodza uyo anonzi aida kubirwa na (The late Godknows Machingura and Paul Enerst Mzenge) to commit an armed robbery
-Freeman denies all the accusations achiti haazive anonzi Paul Chimbodza aida kubirwa.
_Freeman anoti Haana kumbotaura na Godknows Machingura pa date ririkutaurwa
_Freeman anoti akatanga kuzivana na Godknows Machingura in 2017 uye vakazivana panyaya dze music pakafonerwa management ya Freeman kuti vaite show yakange yarongwa na Godknows ku Durban
-Freeman anoti first show yake na the late Godknows Machingura yakabudirira zvekuti 2018 vakabva vaita imwe show futi
-Freeman anoenderera kumberi achitsanangura kuti Hushamwari hwake na Godknows Machingura Hwaiva Hwe music chete
-Freeman anoti pamwe vaitomboenda kumba kwa Godknows neband ravo uye vakange vasingaone zvinoratidza kuti Godknows aiita zvekubira vanhu.
-In 2021, Freeman anoti Godknows ndipo pa katanga kusataura zvakawanda mafambiro ake uye nepese paipinda mu Zimbabwe
-Freeman anoti zvechi manje manje akange asingachanyanye kutaura na Godknows
_Freeman anoti hazvina kunaka kuti friend ya Godknows Machingura Mzenge anyebe kuti Iye Freeman akapa Godknows information yekubira Chimbodza
-Freeman anoti ari ready kupa even mapurisa phone yake kuti vatarise pese pavanofungira kuti varikuti akashandisa kutumira information yemunhu aida kubirwa.
Info News
Financial Planning Insight
Making informed financial decisions is critical when dealing with loans, credit repair, or debt consolidation. Choosing the right financial products can significantly impact your long-term stability and credit profile. It’s important to compare lenders, understand interest rates, and evaluate repayment terms before committing.
rnrn
Searches such as “best personal loan rates” or “credit score improvement strategies” reflect strong financial intent. Using trusted financial tools and expert guidance can help you reduce risk and improve your financial future.
rn
Student Loan Refinance for Lower Payments
Student Loan Refinance: How to Lower Payments
Student loan refinance allows borrowers to replace existing student loans with a new loan. The goal is often to get a lower interest rate, lower monthly payment, or simpler repayment plan.
When you refinance student loans, lenders review credit score, income, debt, employment, and payment history.
Private vs Federal Loans
Refinancing private student loans can sometimes save money. However, refinancing federal loans into a private loan can remove federal protections such as income-driven repayment and forgiveness options.
Borrowers should understand what benefits they may lose before refinancing.
How to Compare Offers
Compare interest rates, repayment terms, fees, cosigner options, and monthly payments. A lower monthly payment may come with a longer term and more total interest.
Conclusion
Student loan refinance may help some borrowers save money, but it is important to compare lenders and understand the trade-offs.