Davy Hana iri kubika Manhanga kari kungohumana muphone Manga mune blambi yake ine sick ,saka hanty iye ari kuti ndakapihwa nemwana wangu ,so apa kuzama kuti even mwana wako ane siki yacho
Hmmmmmmm hangambotadze kuita siki, imi vamwe vakuita maperembudzi muhuro skin kuita mbada nekuda kwake davy uyu 😢 ðŸ˜Chinoshandisa mushonga chete chishoti icho😂😂😂
kuzoti dai ari mu Giant aidya nechembere dzese dzepafacebookAhhh pambada akarova futi?? Zvatichaswera pano nhhasi 🤣Skin kuita mbada , but vakadzi tinozvidzikisira hedu, Davy wacho hapana kana zviripo unotoshaya chinodiwa ipapa