Saturday, November 30

Comic Pastor First Wife Yawo Yanga Yakatonaka Kukunda Waainaye Mazimba Oseka

Mukadzi wa comic pastor waakaramba vs waanaye ndopaunonyatsoona kuti varume haufe wakaziva zvavanodachinonzi mudzimai ndo character yemunhu not outlook appearance ..

 

 

 

 

 

mudzi means the Root ( mdzimai)..hunhu & respect ndokuti mkadzi ..zvenyu zvekuti hee Nyash and structure aaagh idrama.dai garo nekunaka zvaigarisa vanhu mudzimba aaagh kkkk maSlender akafa nestress

 

 

 

 

zvino mwari vanoropafadza pamunosvorašŸ¤£šŸ¤£Chamusiri kuziva varume nowadays havasineyi nekunaka kwemunhu pachiso but kunaka kwemoyo uye uri munhu anbatanidza hama here 

 

 

 

Ukangoziva chakatadzisa mbizi kuitwa mhuka yepamba nemanakiro ayakaita vachitora dhongi kuisa pambaTinotarisa hunhu,hurudziro,rudo nemufaro wena ....vese vanoroorera munhu kunaka chete varikukanga waya mumereji ....no peace

  • Share: