Zvakaoma Chitungwiza Ghetto Rajamuka Bhazi Roblocker police yanga yakatsoma Kombi 😝😝😝
Porisi ndivanambwa chokwadi, what's the point yakumhanyisa combi yakatakura vanhu ,kuratidza hudofo hwavotakatopika kudhara takapfeka dzedu cz kana vakufamba vachitora mabhero mudzimba apo hakuna mabasa
Zvobatsirei kuti vauraise vanhu vakawanda vakazara combi iwo va3 mapurisa mutemo yacho chii ichochoZvichaenderwa ku VAR umwe akapinzwa kuseri...Ngatingotii kupinda muTwn kwakuda 5 olevels ,zvese nekuDriver nekut,police haimbonetsane nevanhu fut.