Friday, September 13

Chikiti Chichituka Madamboss Usandipedzere Shungu Dzeku Depotwa Kwa Ngoni Ku Germany Urimbwa Unehutzinye Otukirira

Mai micky isu tinotaura second hand information munhu akataura izvi nditatelicious enda munoudza iye tatelicous musatipedzere hasha .Asi kunyepa here kuti vaka depotwa?? Tell all your snakes to stay away from cats and we stay away from you.

 

 

 

 

 

 

 

 

 

 

Muzvibate vasikana ! Im very peaceful today sisi mai micky.Snake inodenha yobvapo yoti anzi stay away from my family kkkk ari OK kupi... Kuzviudza kuti ndakapenga zvinyoka dzikamai imi then zvikiti todzikamawo...Izvezvi akati vakuhurira murume ari kudii kumuendera. Ngoni wacho haana here ku depotwa. 3 years no go Europe.

  • Share: