It breaks my heart till my soul cry “”Marabha Is No More passed away around 4 am in the morning”””💔💔💔
We both Admitted at harare hospital ward B7 inini bed 9 iye bed 10 tese tikurwara am in pain he is in pain but we could have our laughing moments sharing food with him cause iye hapana aiuya nechikafu so i decided to step up and cover the gape for him cause i felt his pain
When we woke up every morning he could ask “”””Sahwira wangu Tadya here Tikudyei and we both laugh tiri mumarwadzo imomo””””
Kana nguva ye visit yasvika anobvunza Sahwira hama dzedu dzauya here inini ndopindura in pain sahwira wangu dzauya asi nhasi urikuwoneka ne hama dzangu ndidzo dzauya nekuti dzake panenge pasina auya
Munhu aiuya ndi sisi vacho zvepano ne apo due to financial difficulties mu 2 weeks muchipatara akauya kanenge ka 3 so pese apa ma nurse ndiwo aimuwona no friends coming no what food hapana aiuya nayo
It pains me more when paakanzi nema doctor we have discharged him ndikatobvunza ma doc ndikati mukuda aendeswe kupi ne condition yake haende ku toilet haasi kudya zvakandirwadza sisi vacho came the next morning zvikanzi kuti timutore parikushaikwa 100 us dollars saka vanga vachitozama kubatsirwa nema social workers nekurwadziwa mumoyo ndikabuditsa 20 dollars ndikati sisi endai munowedzera yasara
Nhasi azongomuka akanditi sahwira ndaenda mumoyo mangu mune ronda Mwari dai vandinyaradza ndanga ndawana sahwira muchipatara wandaiti ndikabuda muno ini newe tiri vapenyu uchava munhu wandinoshanyira nguva ne nguva “”Ndicho chikumbiro chako here paya kuti sahwira nditore pic wandirwadza “””
Zorora murugare Marabha Asi wandisiira ronda rakaoma hako pa 2 weeks dzatagara muchipatara tese in you i found a brother that i loved and care for 💔💔💔💔💔 as am fighting for my life i wont be able to attend your funeral asi wandirwadzisa “”””Sahwira””” wangu