Saturday, November 30

Chichi Bosslady Oganza Nemurume Wake MuNigerian Vanhu Voti Rest Bafethu

vanenge vachingozvinetsa ava vele we don’t even care isu 🤣🤣🤣Kate Mbofana kuda kuzoti nyangadza zvedu kkkkkkkkk

 

 

 

Matanga kuzviposter megahai suka wena usatinyaudze nezvinhu zvisina basa nxii

 

 

 

Ayiwa iyi mereji iyi inomwisa mvura boss munyu vane choice havo veduwe ndomitakunanzva inorehwa naKerita kaiyi

 

 

 

 

 

dai pasina kuti anozikamwa kuti murume waboss munyu dai takamuona kare kwakerita uko kouyo ndovarume vaanenge achitaura kaaa 🤣🤣🤣 imbotipaiwo munhu tigeze titendeuke muzvivi

  • Share: