Sunday, October 06

Chatunga Mugabe Oti Handiite Zve Inauguration Topembera Chii Nyika Yese Yakasuva I'm My Father's Son

Musha wega wega haushayikwe anopikisana nevamwe ...pane ambomuonawo ere mkomanaAkabatike zvekumhanya kapfana aka muchakaona kachivhura hombe patwitter zvako karohwa nemutoriro

 

 

 

 

 

Aka ndiko kamwana kababa Chatunga manje aka 🤞Aiwa mkomana hako zvisina basa anombozvida here Chatunga, hadi Nonsense uyu

 

 

 

 

 

 

Uyu ane level rake ega kupenga anopenga but ane kamupengero kake egaChatunga akafanana nababa vake Bob zvake

 

 

 

 

 

 

Hanzi Munoti Chatunga Haana Mari ,icho chakuti kana Ndabroker ndinenge Ndava mu class Yana Strive Masiyiwa ,Ichi chakapenga

  • Share: