Cape Town yavhura huru zvekare musikana uyo akatora murume wemunhu akadamburwa vayigara pamba 1 vese nemurume wacho nemukadzi wake achinyebera kuita friend yakeShamwari muchadzirega
chete mukore uno ndewekuswero shambadza ma problems emunba mako sure chero mwana Wa mai vako haudzwe.. Hamunzwe chete kkkkk iyezvino makubhurana pa chenyu 🤣🤣🤣Varume vanenge vachida kumbodii chaizvo kudanana nemunhu anogara pasame place nemukadzi wako. It's not
safe at all mmm 💔Why kurova munhu this wrong she must report themMunofumurirei hapwa don't trust eniwaniiii Dai varova murume wacho tosvikepi tichirovana muchisiya culpritMa problems emu marriage haudzwe friend its beta kutochemera ghost risingakuziwe