Monday, March 10

But Winky D Vairikumurwisirei He Is Voice Of The Voiceless Kuimba Kuti Nyika Inake Mayouth Ukaona Usingade Uyu Uneproblem We must Support Him Ibotso

But uyu varikumurwisirei chaizvo kuti akataurirei kuti takufa nenzara mayouths here ukaona une 40 years and below fighting winky kuti akaimbirei ibotso Kah you're mentally disturbed, hameno pamwe zvikukuitirai henyu hupenyu huku kufambira kwamuri ,,, 😢😢😢😢😢😢I don't expect people at my age to fight winkyd kuti akaimbirei achichema kuvakuru kuti vatiitirewo zvinhu kwazvo.

  • Share: