Monday, September 09

Breaking News Scott Sakupwanya Ndiye Onzi Ave Mp Wemabvuku Izvi Zvaita Macitizens Ajamuke Chamisa Arikuita seiko

BREAKING NEWS 

 

 

 

Mushure mekunge High Court yabvisa maMP eCCC paballot Paper remaBy Elections, ZEC yati iyo Scott Sakupwanya ndiye ave MP we Mabvuku Tafara,hanzi ahwinha uncontested ๐Ÿ˜‚๐ŸŒš๐Ÿ™Œ๐Ÿคฆ๐Ÿพ‍โ™‚๏ธ

 

 

 

 

Saka apa basa ravachamisa nderei kana zvese izvi zvichingoitwa vakanyarara kana opposition isina chainokwanisa kuita vanhu varikutambudzirwei kuye kunovhota

 

 

 

 

 

 

2 months ago someone here on Facebook once asked a question yekuti " ndedzipi nyika dzisingafarire maZimba, dzisiri safe kugara?" the best answer that was given by a number of people was "iyo Zimbabwe yacho haidi macitizens ayo"

  • Share: