Sunday, October 20

Bounty Lisa Wa Souljah Love

NaSauro kwaingove kutambisirana nguva🤐MUIMBI>>> Bounty Lisa "Chimhamha" achangobva kusununguka mwana wechipiri, musikana. Tinoti makorokoto 🎊🎈💃❤️

 

  • Share: