Mwana waDouglas Mwonzora anonzi Bertha posted on X (formerly Twitter) achiti “zvinondibhowa kuwona maZimbabweans anofunga kuti zvinoshamisira kutorwa photo
kuBackground kune varungu.” Pasina maMinutes pane munhu abva awana photo raDouglas Mwonzora ane varungu kuBackground. 😅😅😅