Sunday, March 16

Baba Vezvitunha Ku SouthAfrica Uko Mota Yavo Yobatwa P Boarder Nebrongoo

2 weeks ago Moreboys takamupa basa rasekuru vangu vakafira Durban neaccident . hanzi vakanotora body kugovernment hospital kunoiisa hameno kwavanoti kwanorenter mafridges vakanotora body Tues ichizotorwa neFriday hanzi vanhu vakatowana body iri mune chimwe chiroom hacho hanzi ichinhuhwa nekutodonha ropa hanzi madriver akuda kungopfekedzq munhu akadaro brother yangu ndipo payakazopenga kuti

 

 

 

 

mugezei hanzi aive akutovhinza mvura . ini pandakanzwa kudaro ndakabva ndangoziva kuti kutoora kwebody l quickly phoned texted Moreboys about it akati afona achiita kupopota instead yekuti abvunze kuti zvafamba sei akabva amhanya kuita conference call nemadrivers ake family yangu iripo achipopota achiti madrivers angu aya ari pacall arikuti ndezvekunyepa hakuna zvakadaro family yenyu irikutaura zvekunyepa they is no way yekuti munhu angapfekedzwe asina kugezwa . handina kuda hangu kupopotedzana navo coz l was busy kubasa . have muroad hanzi madrivers ake aingoridza Ndebele music isu tiri mashona vakati

 

 

 

 

imboridzaiwo music yeshona madrivers aye hanzi akapopota kuti tribalism whats wrong nemusic yendebele . ndikabata Moreboys kuti vanhu varikunetsana zvikanzi l am the director wecompany ine 300 workers handidi kunzwa nyaya dzisina basa dzakadaro . then fine vasvika nebody guess wat vanhu kana body viewing haina kuitwa munhu aive atoshata kare hanzi

 

 

 

 

vakangoti injection rapera simba . ndiri kurwadziwa mufunge we paid 27 000 in full pasina kana kuchema chema . Moreboys ngaaite zvinhu kwazvo kwete kuwandira pafacebook. akanzwa macomplains ngaamatore serious kwete kumhanya kuda kudefender company yake

  • Share: