Thursday, April 24

Baba Ava Vauraya Musikana Wavo Ivo Vachibva Vazviurayawo Vemuraini Votaura

May their souls rest in peace, baba avo zvese nemwana wacho uyo vazviuraya shame, baba vatanga vasungirira mwana uyo mushure mekunge vamumitisa pedzezvo ndokuzozvi

 

 

 

 

sungirirawo kutiza mhosva 🕊️😢Baba avo kudai vakanopiswa kugehena coz ndevekumamaVakaona kuti vamwe varume vangadya zvakanunaIiih zvakaoma nhym kupererwa chaiko baba ava vakapfimba or mishonga nhym

  • Share: