Friday, January 24

Anesu Chirenje Wife Mellisa And Lorain Guyo Anova Ashungurudza Mukadzi Uyo Akavhirirwa Shop Yemabraids And Anoti Avenenhumbu Yababa Avo Tatelicious Otimwa Kuti Amise Lorain

MEET KAMUKONO KEDZAMBARAFUTA 🤣🤣🤣🤣

Anesu Chirenje ndi Prosecutor pa Harare Magistrates.

Ndiye muridzi wenhumbu ya Lorraine Guyo.

Anesu is currently engaged to Mellisa Gaza ,picture Ra Mellisa I will put it mu comment section.

Lorraine is currently fighting na blesser wake wekuvhurisa shop yevhudzi uya anonzi Tinashe because of Anesu.

#APA_REFERENCE : Mellisa Gaza ndiye andipa this information and date I received the information is ( 3 July , 2023 ) 

( GAZA , 2023 ) .

 

Sunungukai henyu kuziva guhwa renyika yenyu , ITS YOUR RIGHT AS ZIMBABWEAN CITIZENS🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

 

#HOMWE_iHOMWE👏👏👏👏👏Wetha Lorraine aine nhumbu or not but IYI NDONYAYA IRI ON THE GROUND.

 

Handinei nezve nhumbu yake, handishande kuma teneti ward ini🤣🤣🤣🤣

 

Changu kupa vanhu GUHWAAAAAAA PERIOD !!!!!

 

#Homwe_iHomwe👏👏👏👏👏Chero Mellisa ariye andipa guhwa but she's not giving hake.

 

Ane kaku Kura , kakukwegura ,Kakudya maChristmas akati kuti.

 

Kahu grandmama

 

She's not giving 🤣🤣🤣🤣🤣🤣Mahure ANGU please go and inbox the prosecutor Anesu ,mudzvamurirewo Lorraine because iye akadzvamurawo🤣🤣🤣🤣

 

Varume vashoma honai inini handisisina MBORO which caused shortage muvarume vemunyika.

 

So patronise Anesu kutsiva mboro yaQueen wenyu 🤣🤣🤣🤣

 

Hoyiiiiiii 🔥🔥🔥🔥Good pocket won't loose things, it keeps it neatly and securely so that when comes on sharing day everyone gets a share equally. Kwini to the wewewe. ❤️.This is the beautiful Mellisa Gaza ❤️

  • Share: