Prosecution declined because of the boyfriend Anesu Chirenje who is a Prosecutor at Harare Magistrate’s so the courts are corrupt if they can favour nyaya dzemujolo.Anesu Chirenje was seen at Avondale Police station influencing the Police
Siyanai na Anesu uyo nyaya yazvitonga yega ana mbwa hapana kana favour yamboitwa ndakutoteverawo vanhu vezvikwereti zvangu ndichitora zvinhu ondisungisa tosangana ku CIVIL COURT well done Chihera 🏌️🏌️🏌️🏌️🏌️