Thursday, November 28

Amos Nyamangodo Oponda Nekuiraya Mwana Wake Rufaro Nyamangodo 13 Year Old

Todiiko nemhondi iyi isiri kusungwa iyi mxxm 

 

Murume uyo anonzi AMOS Nyamangodo anogara ku HAUNA PHASE 2 ari abusive zvekuti akarova mwana wake musikana ane 13 yrs amuka akafa nhasi iye arikunyepa kuti mwana angaachinzwa mudumbu

 

 

 

 

 

Hanzvadzi dzake dzangadziripo varikuzviziva zvese Mapurisa eku HAUNA anenge anopihwa mari bcoz haatombosungwe lasttim akarova musikana webasa nemukadzi wake vasati varambsna asi haana kusungwa .

 

 

 

 

 

Akazorova futi vana vake ne wire mapurisa akawuya asi haana kusungwa anobata vana vake rough pliz mhondi ngaisungwe vanogara ku Hauna phase 2 momuziva munhu uyu pamba pake hapana anosvikapo snehutsinye hama chaidzo adzisvikepo iye akaramba nevana vake Mai vacho vaida kuenda navo Rest in peace Rufaro Nyamangodo

  • Share: