Sunday, February 02

American Millionare Rutendo Samaz Celebrating 4th Anivesary Nekasekuru Kake Kamurungu Oti Musanyeperane Hapana Asingade Kudiwa Imi Vanhu

Rutendo Lovenes Samaz  said "Musanyeperwe hapana asingadiwo munhu wake anomubata bhooo . Ndinodiwa ini mhani plus ndinochengetwa . Happy anniversary to us . Ankele venyu munhu bhoo munhu mhani . Counting down to 4 years of being together . Blessings to you all . Be with someone who adores you and celebrates you even with your flaws ❤️❤️❤️

  • Share: