Saturday, January 25

All Zimbabwe Women Are Standing In Solidarity With Chelsea Holyten Babymama In This Difficult Time

Dea chelsea don't be shaken chengeta mwna wako zvekuti anodiwa nababa vake or haadiwe ngazvisakudye moyo wangu zvemapush present zvineropa ufunge take care of that bby dnt forget kuzoratidza mwana iyeye all these vids kana akura azive kuti baba vake vaimuda kusvika papi nekuti vana vakomana vanokanganwaPersonally I think you guys ndimi makutomu Stresser, having a child with someone doesn't guarantee Kuti they will love you or take care of the child some change along the way but,at the end of the day,we mother's do our best to make our kids feel safe and lovedAt the end of the day vana vese ndevake achamuchengeta hazive ndeupi meso evanhu akanaka chaizvo malove nema likes haachinjise Mwari maplans avo ramangwana revana ivava rozivikamwa naMwari ...in most cases dombo rakaraswa nevavaki ...Mwari vanoshanda nezvakazvidzwa it is wellHolly ten ngaava responsible achengete sperm rake,kumitiswa kwagara kuriko unenge uri murudo nemunhu not knowing kuti urikutambiswa,achawana anomuda achamupa rudo kukunda Holly ten uyo

  • Share: