Very disrespectful ichi ! Ndomagariro anoitwa murume arikutora mukadzi mumazuva mashoma arikuteera , kukochekerana netumwe tukadzi ๐คท๐ผโ๏ธ Shuwa sonja akazvibva zvechidhafu ichi ,…Lulu I cash chete yaakuda I don't think
she's all that happyVarume vadhafu madiro avo vakadzi kuenda vachiratidza nyika yese hurema hwemu brugwa ๐๐Mari ine minana, iyo cucumber yacho inosvoka here kwainofanira kusvika nenhumbu yema twins 15 iyo yavanayo?
Green salad yacho inozonzwika here kana cucumber yongodongorera chete?
Ndominana ýacho ka iyi, asi zvirina salad ikasa nzwika iwe hako uchiziva kuti after wapinda machena