Saka gogo Masiriri mati ndege yakauraya pilot in Harare . Ndi cat mother vakazviita kuti ndenge iyite crush. Imi saka muri kuti Cat mother vakaita temper enjini here muri kuti chii. Next time musawawata nekuti very plane has a black box which records every thing. Mune dambudziko rekuti u know everything apa chozikamwa makuhwa chete. Anyway tamirira ma audio acho amataura.
flight recorder, byname black box, instrument that records the performance and condition of an aircraft in flight. Governmental regulatory agencies require these devices on commercial aircraft to make possible the analysis of crashes or other unusual occurrences.