Saturday, November 23

Celeb News News

April 27, 2024

Pakaipa Hanzi Mai TT To Be Deported From UK Vabatwa NeFeli Glow & Fake Visa Ketina Kufumura Zveze

Someone told me ari Pa immigration  3 things she is arrested for  Gilbert’s wife reported they are still married  Visa and Passport fraud  Selling illegal creams with hydroquinone. This substance is banned in the UK Likely going to be deported Asante sana!      

April 26, 2024

Mashura Patricia Jack Otuka Mai TT Wadropper Case Yekuti Ndakabuditsa MaNyudzu A FiFi Nekuti Waindinyepera Manje Nhakusungisa Iwe NaFiFi

Why dropping charges ,handei kucourt hanty wakati tine mhosva ..alluta continue you better prove it kucourt mhosva yangu otherwise I have no mercy you tarnished my image bonga iwe.           I have 4 big lawyers vanoda kumira nenyaya yangu for free, ummm bonga change your ways ndaona kuti Haa vanhu vaneta newe nehunhu hwako ,haudiwe zvachose to much yep yep .          

April 26, 2024

DJ Ollah Ayita Accident Apotsa Afa Vhiri Remotor Kudona Totenda Mwari

Mwari Vakanaka DJ Ollah Ayita Accident Apotsa Afa Vhiri Remotor Kudona Totenda Mwari      

April 25, 2024

Mashura Mai TT Votaura zvekufa Kwavo Hanzi Ndoda Box ReWhite Munhu Wese Anofanira Kupfeka White Parufu Rwangu

Mashura Mai TT Votaura zvekufa Kwavo Hanzi Ndoda Box ReWhite Munhu Wese Anofanira Kupfeka White Parufu Rwangu                  Moziva hre muci wamunofa hre nhai Mai Titi. Mapirits amumusoro.   Unofitwa ne short hair usatedzere vanhu vanopenga I'm not scared of death but I'm scared of living my son in this crazy world, thuts my worry     Mai tt kaaa😂😂🤣🤣titori vanhu boe tozongoshaudha vanhu vanoonererwa chete As much as we are afraid of death but we can not run away from death 💀 Ever since my lil brother passed away handichatye rufu. Ndonzira yedu tese

April 24, 2024

Kuromba Kwakaoma Best friend Ya Ginimbi Yave Kupenga Zvionerewo Achimhanya Asina Kupfeka

Kuromba Kwakaoma Best friend Ya Ginimbi Yave Kupenga Zvionerewo Achimhanya Asina Kupfeka.           Hazvina KuMira Mushe Boss Elisha Best Friend YaGinimbi. Pokello, Passion Java Collins Mnangagwa Apera Kubroka Zvekugerwa Mutangwena Apa Zvirikunzi Njere Dzirikutaika Futi  Hazvina KuMira Mushe Boss Elisha Best Friend YaGinimbi. Pokello, Passion Java Collins Mnangagwa Apera Kubroka Zvekugerwa Mutangwena Apa Zvirikunzi Njere Dzirikutaika Futi Hazvina KuMira Mushe Boss Elisha Best Friend YaGinimbi. Pokello, Passion Java Collins Mnangagwa Apera Kubroka Zvekugerwa Mutangwena Apa Zvirikunzi Njere Dzirikutaika Futi Hazvina KuMira Mushe Boss Elisha Best Friend YaGinimbi. Pokello, Passion Java Collins Mnangagwa Apera Kubroka Zvekugerwa Mu

April 24, 2024

Mama Rasta Varakashwa Nemurume Wayo Rasta Kubvarurwa Hembe Musana Kuita Kunge Munhu Achekwa Ne Barbed Wire Zvionereyi

Rasta I will come for you, Yoweee haanzwewo tsitsi here Rasta Sorry Mama Rasta dai mangoitawo kufu kafu Some one save mama Rasta abve apo anofa nekurohwa Aaahh veduwee ko munokaiteiko kamwana aka Umm ngaarege kutiurayira Gods must be crazy wedu Ummmm zvinorwadza guys murume uyu anobhaiza Musungise MAMA RASTA GRAY aiwa hazvinakidze uuumm Zvakaoma sure sorry hako MAMA RASTA GRAY                        Marriage idzi zvakaoma chokwadi unoita kafira mberi Kohavasi ku Zimbabwe If ariku Zimbabwe adiikumboenda kumba kwaimai vake Imagine apa wakamira mira nekusungwa nekusungwa uchitira baba vacho asi wakurow zvakaom Some one save mama Rasta abve apo anofa nekurohwa  

April 23, 2024

Ray Vines Achirohwa Nema Youth E ZanuPF Hanzi Atyorwa Makumbo Nekubiswa Mazino

Ray Vines Achirohwa Nema Youth E ZanuPF Hanzi Atyorwa Makumbo Nekubiswa Mazino                he Rise And Fall Of Ray Vines Ndiko kekuti Zanu pf ndikukupai 4 months kuti mubve pachigaro kaaa aka 😂🙌, Hanzi andisi kuda zve Kaimbozviita Superman pasosho media apa real life ibete zvaro 😂 Ndozvichaitwa Elvido izvi first time take kuenda kubhawa Handimufarire hangu but this is wrong kana munhu achimamiswa tokumbiro kuti muvhare maFace bcz aka kanotarisa ngakamamiswe asi vharai maFace..vekurova officer Vaya vakazobatwa ..ndatenda             Whatever he did but zanu pf ndeyekumama muri vekumama This is abuse, and everyone is laughing. Zvakaipa asi, Ray Vines if you are s

April 23, 2024

Pakaipa Mai TT Vopindura Patricia Jack Nguruve Iwe Haugone Ku Actor Unopfeka Seni Unodakuita Kunge Ini Hauna Mari Unosemesa

        Wakaromba iwe usatipa pressure chiiko iwe ,True vnhu tsvagai nyaya dzenyu muvone ma views kwete kungonzi magona kutuka ma tt Munonyanyawo mai titi ikozvino masungisa mwana asina mhosva karma is cumin Mataura chokwadii apa vanongorwadziwa zvisina bsq, Asi zvazvakanakira pane vese hapana akambo sungirwa humbahva hwekuda kubira vanhu, Haisi kutuma and hauna wawataura. Ipapo haurevi nhema Vaudze chokwadi mmai TT varwadziwe kahwani chokwadi kazhinji chorwadza ndoondava tisingabudiriri mazimba bcz hatina mweya uya wekusimudzirana but wekumoka ndoowakazara kunzwa tiii nhingi aporonga vanenge vatoona chekupinda nacho pasocial media vachida kuedza kutoiita business nazvo asi paanonzi aita chakanaka panouya vaviri vatatu vachikorokotedza ruzhinji tinenge t

April 23, 2024

Mai TT VoRetalieta Ketina Hure Iwe Haugone Kuimba & Hauzi Landlord Seni Hauna Imba Basa Kutiratidza Durawall Nezvidhina Zvinzwireyi

      Matt bhadarai chikwerete ndarwadziwa hangu namai vakashaikirwa nemwana mungazwirove henyu chipfuva asi misodzi iri dangerous .ipai mai vekufirwa nemwana mari yavo zwimwe ndezwime.  Wakaromba iwe usatipa pressure chiiko iwe ,True vnhu tsvagai nyaya dzenyu muvone ma views kwete kungonzi magona kutuka ma tt Munonyanyawo mai titi ikozvino masungisa mwana asina mhosva karma is cumin Mataura chokwadii apa vanongorwadziwa zvisina bsq, Asi zvazvakanakira pane vese hapana akambo sungirwa humbahva hwekuda kubira vanhu, Haisi kutuma and hauna wawataura. Ipapo haurevi nhema Vaudze chokwadi mmai TT varwadziwe kahwani chokwadi kazhinji chorwadza ndoondava tisingabudiriri mazimba bcz hatina mweya uya wekusimudzirana but wekumoka ndoowakazara kunzwa tiii nhingi ap

April 21, 2024

Mashura Irish Citizen Mazepe Oporofita Kuuraya Allience Mutsago Mushure Mekunge Amutuka Kuti Ngochani Zvionereyi

Mashura Irish Citizen Mazepe Oporofita Kuuraya Allience Mutsago Mushure Mekunge Amutuka Kuti Ngochani Zvionereyi.           Handiti uri driver I want to show u how powerfull am I ndokukudubura this year ungatiti ngochani  zvitako iwe hausi ngochani nechimuviri chako chinechitumbu chakazara maheu zimhino serinda rakavakigwa namatombo chikukuvata vata chemunhu            

5 6 7 8 9