Friday, May 17

News News

May 05, 2024

Ku Church Kwa Apostle Chiwenga Hazvina Kumira Mushe New Wife Wavo Paanga Asatti Azvarwa Chiwenga Anga Atove Ne 20 Years

Quick update on previous post Apostle Chiwenga's new virgin wife was actually born in October 2005 which makes her 19 years old. Apostle is born 1985 which makes him 39.               The man practices what he preaches. Vakaendera mhandara yavo vega ende vakafitana. Congrats to him.Paanga ane 20 years mwana uyo anga asati azvagwa. Dude is old enough to be the lady's father.

May 04, 2024

Zvakutyisa Musachiva Mari Dzana Tytie Zvofumurwa Kuromba Kwavakaita Tavhunduka Zvinzwirewo

Vana ava vakaromba especially pavakaiswa zvima tatoo izvoIwe hauna kwako semunhu arasa mweya ndakatoona kuti kukutuka chaiko kupedza nguva ngatingoita mafriends hauna side           If doing what they do is kuromba then kuromba kwavo Kuri nane pane kuromba kuromba             3000 dhorazi yabata mazimbo shame. Maiti muchavadonhedzaka 😂😂😂Vakaromba vakatorerwa Tyra chipo chake vakuita chavo manje zvinopfuka touch not the annointed one Dudu i will be her shield

May 04, 2024

Zvinonyadzisa Izvi Mai Vakikky Vochena Chokwadi Unodya Ma Spuds Nema Zai 10 Mwana Wawakazvara Achidya Bota Mugaiwa Usina Kana Sugar Kumusha Ziva Wakazvara Iwe Voburitsa Mwana Shena Zvionerewo

Matsengero nemakokotero aunozomboita maSpuds nemaLays hazviitwe nemunhu akazvara. Kusvisvina chokoleti kukanganwa kuti wakamboyamwisa Kikky usadaro . Hana yako ngairove pamunotenderedza marestaurant muchimedza maegg                 Benedict, maribs nekutetena masea food platters matatu matatu pazuva. Paunohlafunya mazai 15 per day zvivhunze kuti ko mwana kuChinhoyi awana here balanced dhayeti. Ndinokuwona zvangu mamedzero awunoita chokoleti ndeemunhu akatokanganwa kuti akambopinda mulabour ward. Rangarira mwana Kylie please.

May 04, 2024

Ava Havadi Kusekererwa Kuburitsa Video Vachidhota Kuma maaa Chaiko Samukoma Masimba Vane Hama Here Zvionerewo Mashura

omg 🤣🤣🤣vakuzvinyanyaMa2zvi enyu hamudi kusekererwa chasara kuisana takatarisa        

May 04, 2024

Accident Yeku Botswana SouthAfrica Yekuuraya Vanhu 45 Ma Bodies Avo Ayo Zvinorwa Izvi

Hearse plane yemavictims of the Botswana bus disaster vekufira kuSouth Africa yasvika nemabodies kuBotswana. 45 people perished paaccident iyoyo 💔Kurarama inyasha veduwe & upenyu           chipo chinobva kunaMwari. Ngatitende Mwari nekutipa mumwe zve mukana zuva ranhasi, tinamatatire divine protection patinoswera🙏🙏🙏           May their souls rest in peace 🕊️🕊️🕊️  #Botswanabusdisaster #LimpopoProvince #SouthAfrica #hearseplane #victims

May 04, 2024

ZRP Yoti Ukabatwa NeMUTORIRO Hauende Ku Jeri Nekuti Hauzi Pa List Yema Drugs Asingabvumirwe pa Dangerous Drugs Act.

A police drugs expert on Thursday admitted that the possession of crystal meth, popularly known in Zimbabwe as mutoriro, is not a crime as the drug is not listed as prohibited under the Dangerous Drugs Act.       Andrew Makaza, a drugs officer with the ZRP Forensic Science Laboratory said this as lawyers for two men arrested for possession of 83 grams of crystal methamphetamine applied to have the charges tossed out at the Harare Magistrates Court.       Makaza, who was called as an expert state witness, admitted under cross examination by defence lawyers Admire Rubaya and Malvern Mapako that the chemical composition of crystal meth is different to methylenedioxymethamphetamine, which is listed as a dangerous drug and which the prosecut

May 04, 2024

Nick Mangwana Hanzi ZANUPF Tinosunga Mbavha Sa Chimpa Akaita Fraud Ye Lamborghini

Isu tinosunga vanhu vanofunga kuti vanoremera mastreets vakakurandai.           This is the dramatic moment Lamborghini-pushing dealer Patrick Mutenha, also known as Chimpa, was arrested by detectives from CID Vehicle Theft Squad today accused of fraud and extortion linked to sale of dodgy high-end vehicles. He was handcuffed and taken away in leg irons    

May 03, 2024

Mukuru Weku Zanupf Collapsed Nezuro Manheru Kuzoendeswa Kuchipara Ndokubva Afa MHSRIP

member of the Central Intelligence Organisation (CIO) in Masvingo city has tragically passed away.           Shava, the CIO operative, reportedly collapsed and passed away last night, as per a source within the organization.           “Our heartfelt condolences to the family and colleagues of Shava, a familiar figure in Masvingo,” a CIO source expressed in a brief statement.

May 03, 2024

Madamboss Voratidzwa Kuti Mwana Mudiki Na Tytie Nema 1 Million Followers Avoo Yaaa

You don’t need kuti unzi celebrity kuti upiwe mari naZuka, u don’t need connections, u don’t need kupostwa kupage kwanhingi, u don’t need kuchinjiswa content nevanhu, u don’t need kugona kutaura chirungu           chakanaka kuti upiwe mari naZuka😂chero vanhu vakati tsvaga basa or uri dofo hauna kudzidza just focus, isa zvitanda munzeve upiwe mari naZukaNext year 1Million followers tobva ta retire🙏Kiki is the living the life that most women dream of. Keep Kuku this is beautiful    

May 03, 2024

Zvinoshamisa Zvinotyisa Vakawanda Zvimwe Zvakaitika Kurufu Rwa Blessing Mabasa Vakanga Variko Votaura Zvehurombwa

Pamwe ndoosaka aingochema on her tiktok videos, may her soul rest in peaceNetsai Manyoni kungofa pa birthday remwana wake ufunge achitotaura ne friend yake organizing zve party munhu kwakungoti uchengete vana vangu ndakutadza kufema               Melody Tapfuma haaaa mamwe ma vids Ake aive so confusing kungochrma kutaura about death ummmmmm am not judging hangu but hanzi blood raka cloater that wat killed herMmmm ityai Mwari imi My Condolences to the family n friends 😭😭😭🕊️🕊️🕊️Munhu akafa vanhu hatishaye zvekutaura sure ummm rest in peace

3 4 5 6 7